Jeremia 15:10 BDMCS

10 Yowe-e, mai vangu, zvamakandibereka kuti ndive murume anorwiswa nokumisidzanwa naye nenyika yose! Handina kumbopa munhu chikwereti, kana kutora chikwereti, asi zvakadaro vanhu vose vanondituka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 15

Maonero Jeremia 15:10 akapoteredza