Jeremia 15:11 BDMCS

11 Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndichakurwira nokuda kwechikonzero chakanaka; zvirokwazvo ndichaita kuti vavengi vako vakunyengetedze panguva yenjodzi nepanguva yokutambudzika.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 15

Maonero Jeremia 15:11 akapoteredza