Jeremia 16:11 BDMCS

11 Ipapo uti kwavari, nemhaka yokuti madzibaba enyu akandisiya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘vakatevera vamwe vamwari ndokuvashumira nokuvanamata. Vakandisiya ini uye havana kuchengeta mirayiro yangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16

Maonero Jeremia 16:11 akapoteredza