12 Asi imi makaita zvakaipa kupfuura madzibaba enyu. Tarirai kuti mumwe nomumwe wenyu anotevera sei kusindimara kwomwoyo wake wakaipa pano kuti anditeerere ini.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16
Maonero Jeremia 16:12 akapoteredza