17 Meso angu ari pamusoro penzira dzavo dzose; hadzina kuvanzika kwandiri, uye chivi chavo hachina kuvanzika pameso angu.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16
Maonero Jeremia 16:17 akapoteredza