Jeremia 16:18 BDMCS

18 Ndichatsiva zvakaipa zvavo nechivi chavo, zvakapetwa kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvifananidzo zvavo zvisina maturo, uye vakazadza nhaka yangu nezvifananidzo zvavo zvinonyangadza.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16

Maonero Jeremia 16:18 akapoteredza