Jeremia 16:5 BDMCS

5 Nokuti zvanzi naJehovha, “Usapinda muimba mune zvokudya zvamariro: usaenda kundochema kana kuvanzwira tsitsi, nokuti ndabvisa maropafadzo norudo rwangu uye ngoni dzangu pavanhu ava,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16

Maonero Jeremia 16:5 akapoteredza