Jeremia 16:6 BDMCS

6 “Vose, vakuru navaduku vachafa munyika ino. Havangavigwi kana kuchemwa, uye hakuna munhu achazvicheka kana kuveura musoro wake nokuda kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16

Maonero Jeremia 16:6 akapoteredza