Jeremia 16:7 BDMCS

7 Hakuna munhu achavapa chokudya kuti vanyarare pakuchema kwavo vakafa, hakuna kunyange baba chaivo kana mai, hakuna kana achavapa mvura yokunwa chaiyo kuti vanyarare.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16

Maonero Jeremia 16:7 akapoteredza