Jeremia 17:3 BDMCS

3 Gomo rangu riri munyika uye pfuma yako namatura ako ose ndichazviendesa kuutapwa, pamwe chete nenzvimbo dzako dzakakwirira, nokuda kwechivi chiri munyika yako yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 17

Maonero Jeremia 17:3 akapoteredza