Jeremia 17:4 BDMCS

4 Nokuda kwokutadza kwako, ucharasikirwa nenhaka yandakakupa. Ndichakuita muranda wavavengi vako munyika yausingazivi, nokuti wakabatidza kutsamwa kwangu, uye kuchapfuta nokusingaperi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 17

Maonero Jeremia 17:4 akapoteredza