Jeremia 18:21 BDMCS

21 Saka sundirai vana vavo kunzara; vaisei kusimba romunondo. Vakadzi vavo ngavarege kuva navana uye ngavave chirikadzi; Varume vavo ngavaurayiwe, majaya avo ngaaurayiwe nomunondo muhondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 18

Maonero Jeremia 18:21 akapoteredza