Jeremia 18:22 BDMCS

22 Kuchema ngakunzwike kuchibva kudzimba dzavo, pamunouyisa vapambi pamusoro pavo pakarepo, nokuti vakachera hunza kuti vandibate, uye vakavanzira tsoka dzangu misungo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 18

Maonero Jeremia 18:22 akapoteredza