Jeremia 18:23 BDMCS

23 Asi munoziva, imi Jehovha, rangano dzavo dzose dzokundiuraya. Musavakanganwira mhaka dzavo kana kudzima zvivi zvavo pamberi penyu. Ngavawisirwe pasi pamberi penyu, muvarove panguva yokutsamwa kwenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 18

Maonero Jeremia 18:23 akapoteredza