Jeremia 19:4 BDMCS

4 Nokuti vakandisiya vakaita nzvimbo ino kuti ive yamwari wavatorwa; vakapisira zvibayiro mairi kuna vamwari vavasina kuziva ivo kana madzibaba avo kana madzimambo eJudha, uye vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 19

Maonero Jeremia 19:4 akapoteredza