Jeremia 19:5 BDMCS

5 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzaBhaari kuti vapise vanakomana vavo mumoto sezvipiriso, kuna Bhaari, chinhu chandisina kuvarayira kana kureva, uye hachina kumbopinda mupfungwa dzangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 19

Maonero Jeremia 19:5 akapoteredza