Jeremia 19:6 BDMCS

6 Saka chenjerai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Jehovha, apo vanhu vasingazotumidzi nzvimbo ino kuti Tofeti kana kuti Mupata waBheni Hinomi, asi kuti Mupata Wokuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 19

Maonero Jeremia 19:6 akapoteredza