Jeremia 2:17 BDMCS

17 Ko, hauna kuzvivigira izvozvo pachako here pawakasiya Jehovha Mwari wako paakanga achikutungamirira munzira?

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 2

Maonero Jeremia 2:17 akapoteredza