Jeremia 2:7 BDMCS

7 Ndakakupinzai munyika yakaorera kuti mudye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo. Asi makasvika mukasvibisa nyika yangu, mukaita nhaka yangu kuti ive chinhu chinonyangadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 2

Maonero Jeremia 2:7 akapoteredza