Jeremia 2:8 BDMCS

8 Vaprista havana kubvunza kuti, ‘Jehovha aripiko?’ Vakanga vachifambisa murayiro havana kundiziva; vatungamiriri vakandimukira. Vaprofita vakaprofita naBhaari, vachitevera zvifananidzo zvisina maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 2

Maonero Jeremia 2:8 akapoteredza