Jeremia 21:2 BDMCS

2 “Dotibvunzirawo kuna Jehovha iye zvino nokuti Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi ari kurwa nesu. Zvichida Jehovha angatiitira zvishamiso sepanguva dzakapfuura kuitira kuti uyu abve kwatiri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 21

Maonero Jeremia 21:2 akapoteredza