Jeremia 21:1 BDMCS

1 Shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha panguva yakatuma mambo Zedhekia kwaari Pashuri mwanakomana waMarikija, nomuprista Zefania mwanakomana waMaaseya. Vakati,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 21

Maonero Jeremia 21:1 akapoteredza