8 asi vachazoti, ‘NaJehovha mupenyu, akabudisa vana vaIsraeri kubva kunyika yokumusoro nokunyika dzose kwaakanga avadzingira.’ Ipapo vachagara munyika yavo.”
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 23
Maonero Jeremia 23:8 akapoteredza