Jeremia 24:2 BDMCS

2 Imwe tswanda yaiva namaonde akanaka kwazvo, akaita seaya anotanga kuibva; imwe yacho yaive namaonde akaipa chose, zvokuti akanga asingagoni kudyiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 24

Maonero Jeremia 24:2 akapoteredza