Jeremia 24:3 BDMCS

3 Ipapo Jehovha akandibvunza achiti, “Uri kuoneiko Jeremia?” Ini ndakapindura ndikati, “Maonde. Akanaka acho, akanaka kwazvo, asi akaipa acho akaipa zvokuti haangadyiwi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 24

Maonero Jeremia 24:3 akapoteredza