Jeremia 26:10 BDMCS

10 Machinda eJudha akati anzwa nezvezvinhu izvi, vakakwira vachibva kumuzinda wamambo vakaenda kuimba yaJehovha vakandogara pamukova wepaSuo Idzva weimba yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 26

Maonero Jeremia 26:10 akapoteredza