Jeremia 26:11 BDMCS

11 Ipapo vaprista navaprofita vakati kumachinda nokuvanhu vose, “Munhu uyu anofanira kutongerwa rufu nokuti akaprofita zvakaipa pamusoro peguta rino. Mazvinzwira imi nenzeve dzenyu!”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 26

Maonero Jeremia 26:11 akapoteredza