Jeremia 29:2 BDMCS

2 (Izvi zvakaitika shure kwokunge Mambo Jehoyakini namai vake, namachinda omuruvazhe rwamambo, navatungamiri veJudha neJerusarema, navavezi, navapfuri, vaendeswa kuutapwa vachibviswa kuJerusarema.)

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 29

Maonero Jeremia 29:2 akapoteredza