Jeremia 29:22 BDMCS

22 Nokuda kwavo, vatapwa vose vakabva kuJudha vari muBhabhironi vachashandisa chituko ichi: ‘Jehovha akuitire sezvaakaita kuna Zedhekia naAhabhu avo vakapiswa mumoto namambo weBhabhironi.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 29

Maonero Jeremia 29:22 akapoteredza