Jeremia 29:6 BDMCS

6 Wananai mugova navanakomana navanasikana; tsvakirai vanakomana venyu vakadzi uye muwanise vanasikana venyu, kuti naivowo vave navanakomana navanasikana. Muwande ikoko; musadzikira pakuwanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 29

Maonero Jeremia 29:6 akapoteredza