Jeremia 3:18 BDMCS

18 Mumazuva iwayo imba yaJudha ichabatana neimba yaIsraeri, uye vose pamwe chete vachauya vachibva kunyika yokumusoro vachienda kunyika yandakapa madzibaba enyu kuti ive nhaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:18 akapoteredza