Jeremia 3:19 BDMCS

19 “Ini pachangu ndakati,“ ‘Ndichafara sei pakukubatai savanakomana vangu uye ndichikupai nyika inoyevedza, iyo nhaka yakaisvonaka yorudzi rupi zvarwo.’ Ndakafunga kuti muchanditi ‘Baba’ mukasazotsauka pakunditevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:19 akapoteredza