Jeremia 3:20 BDMCS

20 Asi sezvinoita mukadzi asina kutendeka kumurume wake, saizvozvo makanga musina kutendeka kwandiri, imi imba yaIsraeri,”ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:20 akapoteredza