Jeremia 3:7 BDMCS

7 Ndakafunga kuti mushure mokuita kwake izvi zvose, achadzokera kwandiri asi iye haana, uye munun'una wake Judha wokusatendeka akazviona.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:7 akapoteredza