Jeremia 3:8 BDMCS

8 Ndakapa Israeri wokusatendeka tsamba yokurambana ndikamudzinga nokuda kwoufeve hwake. Kunyange zvakadaro ndakaona kuti Judha munun'una wake wokusatenda haatyi; naiyewo akabuda akandoita ufeve.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:8 akapoteredza