Jeremia 30:20 BDMCS

20 Vana vavo vachava sepamazuva ekare, uye ungano yavo ichasimbiswa pamberi pangu; ndicharanga vose vanovamanikidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 30

Maonero Jeremia 30:20 akapoteredza