Jeremia 30:21 BDMCS

21 Mutungamiri wavo achava mumwe wokwavo; anovabata ushe achamutswa pakati pavo. Ndichamuswededza pedyo uye iye achaswedera pedyo neni, nokuti ndianiko achazvipira kuti ave pedyo neni?’ ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 30

Maonero Jeremia 30:21 akapoteredza