Jeremia 30:3 BDMCS

3 Mazuva anouya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichadzosa vanhu vangu, vaIsraeri navaJudha kubva muutapwa. Uye ndichavadzosera kunyika yandakapa madzitateguru avo kuti ive yavo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 30

Maonero Jeremia 30:3 akapoteredza