7 Haiwa, zuva iro richatyisa seiko! hakuna richafanana naro. Ichava nguva yokutambudzika yaJakobho, asi iye achaponeswa pairi.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 30
Maonero Jeremia 30:7 akapoteredza