Jeremia 33:4 BDMCS

4 Nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, pamusoro pedzimba dziri muguta rino uye nomuzinda wamadzimambo eJudha zvakakoromorerwa pasi kuti zvishandiswe pakuputsa mirwi yakakomba guta uye minondo,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 33

Maonero Jeremia 33:4 akapoteredza