Jeremia 33:5 BDMCS

5 mukurwisana navaBhabhironi, ‘Zvichazadzwa nezvitunha zvavanhu vandichauraya pakutsamwa kwangu nehasha dzangu. Ndichavanzira guta rino chiso changu nokuda kwokuipa kwaro kwose.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 33

Maonero Jeremia 33:5 akapoteredza