Jeremia 34:15 BDMCS

15 Izvozvi matendeuka mukaita zvakanaka pamberi pangu: Mumwe nomumwe wenyu akadanidzira rusununguko kuvanhu venyika yokwake. Makabva maita sungano pamberi pangu muimba inodanwa neZita rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 34

Maonero Jeremia 34:15 akapoteredza