16 Asi zvino mashanduka ndokuzvidza zita rangu; mumwe nomumwe wenyu adzosa nhapwa dzavarume navakadzi vamakanga masunungura kuti vaende kwavaida. Makavamanikidza kuti vave nhapwa dzenyu zvakare.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 34
Maonero Jeremia 34:16 akapoteredza