Jeremia 35:4 BDMCS

4 Ndakavapinza mumba maJehovha, mukamuri ravanakomana vaHanani mwanakomana waIgidharia munhu waMwari. Yakanga iri pedyo nekamuri yamachinda, yakanga iri pamusoro peyaMaaseya mwanakomana waSharumi, mutariri womukova.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 35

Maonero Jeremia 35:4 akapoteredza