Jeremia 36:8 BDMCS

8 Bharuki mwanakomana waNeria akaita zvose zvaakataurirwa nomuprofita Jeremia kuti aite; akarava mashoko aJehovha kubva murugwaro rwakapetwa, ari patemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:8 akapoteredza