Jeremia 37:13 BDMCS

13 Asi akati asvika paSuo raBhenjamini, mukuru wavarindi, ainzi Irija mwanakomana waSheremia, mwanakomana waHanania, akamusunga ndokuti, “Iwe wava kutiza uchienda kuvaBhabhironi!”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37

Maonero Jeremia 37:13 akapoteredza