Jeremia 37:14 BDMCS

14 Jeremia akati, “Handizvo, kwete! Handizi kutiza ndichienda kuvaBhabhironi!” Asi Irija haana kuda kumunzwa; asi akasunga Jeremia ndokumuendesa kumachinda.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37

Maonero Jeremia 37:14 akapoteredza