Jeremia 4:29 BDMCS

29 Paanonzwa kutinhira kwavatasvi vamabhiza nokwavawemburi vouta, maguta ose anotiza. Vamwe vanopinda mumatenhere; vamwe vanokwira pakati pamatombo. Maguta ose asara asina munhu; hapana anogaramo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 4

Maonero Jeremia 4:29 akapoteredza