Jeremia 4:5 BDMCS

5 “Zivisai munyika yaJudha uye muparidze muJerusarema muchiti, ‘Ridzai hwamanda munyika yose!’ Danidzirai nesimba muchiti:‘Unganai pamwe chete! Ngatitizirei kumaguta akakomberedzwa!’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 4

Maonero Jeremia 4:5 akapoteredza