Jeremia 40:12 BDMCS

12 vose vakadzoka kunyika yeJudha, kuna Gedharia paMizipa, vachibva kunyika dzose kwavakanga vakaparadzirwa. Uye vakakohwa waini yakawanda nezvibereko zvezhizha zvizhinji kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 40

Maonero Jeremia 40:12 akapoteredza